Hosiya 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Haana kuzviona kuti ndini ndakanga ndamupa zviyo,*+ newaini itsva, nemafuta,Uye kuti ndini ndakanga ndamupa sirivha yakawandaNegoridhe, izvo zvavakashandisa pakunamata Bhaari.+ 1 VaKorinde 10:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Aiwa; asi ndinoti zvinhu zvinobayirwa nemarudzi, anozvibayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari;+ uye handidi kuti mubatane nemadhimoni.+ 21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha* uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira “patafura yaJehovha”*+ uye patafura yemadhimoni.
8 Haana kuzviona kuti ndini ndakanga ndamupa zviyo,*+ newaini itsva, nemafuta,Uye kuti ndini ndakanga ndamupa sirivha yakawandaNegoridhe, izvo zvavakashandisa pakunamata Bhaari.+
20 Aiwa; asi ndinoti zvinhu zvinobayirwa nemarudzi, anozvibayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari;+ uye handidi kuti mubatane nemadhimoni.+ 21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha* uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira “patafura yaJehovha”*+ uye patafura yemadhimoni.