RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 11:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Paakanzwa izvozvo, Joshua+ mwanakomana waNuni, mushumiri waMozisi kubvira achiri mudiki, akabva ati: “Ishe wangu Mozisi, varambidzei!”+

  • Dheuteronomi 31:22, 23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Saka Mozisi akanyora rwiyo urwu zuva iroro, ndokurudzidzisa vaIsraeri.

      23 Akabva* agadza Joshua+ mwanakomana waNuni semutungamiriri akati: “Shinga, usimbe,+ nekuti ndiwe uchapinza vaIsraeri munyika yandakavapikira,+ uye ini ndicharamba ndiinewe.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe