Eksodho 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mwari akabva ataura mashoko aya ese:+ Eksodho 34:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Uye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva 40 neusiku 40. Haana kudya zvekudya uye haana kunwa mvura.+ Uye akanyora* pamahwendefa mashoko esungano yacho, Mirayiro Gumi.*+ Dheuteronomi 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Akabva anyora pamahwendefa acho mirayiro yaakanga ambonyora,+ Mirayiro Gumi,*+ yakanga yataurwa naJehovha kwamuri mugomo ari mumoto+ pazuva regungano;*+ uye Jehovha akandipa mahwendefa acho.
28 Uye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva 40 neusiku 40. Haana kudya zvekudya uye haana kunwa mvura.+ Uye akanyora* pamahwendefa mashoko esungano yacho, Mirayiro Gumi.*+
4 Akabva anyora pamahwendefa acho mirayiro yaakanga ambonyora,+ Mirayiro Gumi,*+ yakanga yataurwa naJehovha kwamuri mugomo ari mumoto+ pazuva regungano;*+ uye Jehovha akandipa mahwendefa acho.