Dheuteronomi 10:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi Jehovha akaswedera pedyo nemadzibaba enyu chete uye akaratidza kuti anoada, akakusarudzai imi vana vawo,+ pamarudzi ese, sezvamuri nhasi. Pisarema 105:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Imi vana* vemushumiri wake Abrahamu,+Imi vanakomana vaJakobho, vakasarudzwa.+
15 Asi Jehovha akaswedera pedyo nemadzibaba enyu chete uye akaratidza kuti anoada, akakusarudzai imi vana vawo,+ pamarudzi ese, sezvamuri nhasi.