Revhitiko 27:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Uyewo hapana munhu akanzi anofanira kuurayiwa, akatsaurwa kuti aparadzwe anogona kudzikinurwa.+ Anotofanira kuurayiwa.+ Joshua 6:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Guta racho nezvinhu zvese zviri mariri ngazviparadzwe zvachose;+ zvese ndezvaJehovha. Rakabhi+ chete, pfambi iya, ngaasiyiwe ari mupenyu, iye nevanhu vese vaainavo mumba, nekuti akahwandisa nhume dzatakatuma.+ Joshua 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Joshua akatora Makedha+ zuva iroro, akaiparadza nebakatwa. Akaparadza mambo wayo uye munhu wese aiva mairi,* hapana waakasiya ari mupenyu.+ Akaitira mambo weMakedha+ sezvaakanga aitira mambo weJeriko.
29 Uyewo hapana munhu akanzi anofanira kuurayiwa, akatsaurwa kuti aparadzwe anogona kudzikinurwa.+ Anotofanira kuurayiwa.+
17 Guta racho nezvinhu zvese zviri mariri ngazviparadzwe zvachose;+ zvese ndezvaJehovha. Rakabhi+ chete, pfambi iya, ngaasiyiwe ari mupenyu, iye nevanhu vese vaainavo mumba, nekuti akahwandisa nhume dzatakatuma.+
28 Joshua akatora Makedha+ zuva iroro, akaiparadza nebakatwa. Akaparadza mambo wayo uye munhu wese aiva mairi,* hapana waakasiya ari mupenyu.+ Akaitira mambo weMakedha+ sezvaakanga aitira mambo weJeriko.