Eksodho 32:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Akabva atambira goridhe racho, akarigadzirisa mufananidzo wemhuru* achishandisa chekuvezesa.+ Ivo vakatanga kuti: “Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+
4 Akabva atambira goridhe racho, akarigadzirisa mufananidzo wemhuru* achishandisa chekuvezesa.+ Ivo vakatanga kuti: “Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+