Eksodho 20:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chipi zvacho chiri kudenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+ Nehemiya 9:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Kunyange pavakazvigadzirira mufananidzo wemhuru, wesimbi* vachiti, ‘Uyu ndiye Mwari wako akakubudisa muIjipiti,’+ uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza, Pisarema 106:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Vakagadzira mhuru kuHorebhiUye vakakotamira mufananidzo wesimbi;*+20 Vakachinjanisa kubwinya kwanguNemufananidzo wemombe inodya uswa.+
4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chipi zvacho chiri kudenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+
18 Kunyange pavakazvigadzirira mufananidzo wemhuru, wesimbi* vachiti, ‘Uyu ndiye Mwari wako akakubudisa muIjipiti,’+ uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza,
19 Vakagadzira mhuru kuHorebhiUye vakakotamira mufananidzo wesimbi;*+20 Vakachinjanisa kubwinya kwanguNemufananidzo wemombe inodya uswa.+