Dheuteronomi 14:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Unogona kushandisa mari yacho kutenga chero chaunoda:* mombe, makwai, mbudzi, waini, zvimwe zvinwiwa zvinodhaka, nezvese zvaunoda;* uye uchadyira ipapo pamberi paJehovha Mwari wako wofara, iwe neimba yako.+ 1 Madzimambo 8:66 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 66 Pazuva rakatevera,* akaita kuti vanhu vaende, uye vakakomborera mambo vakaenda kudzimba dzavo vachifara chaizvo uye vaine mwoyo yaifara, vachifarira zvakanaka zvese+ zvakanga zvaitwa naJehovha kumuranda wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri. Nehemiya 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Akati kwavari: “Endai mudye zvinhu zvakanakisisa,* munwe zvinhu zvinotapira, mutumire zvekudya+ kune vaya vasina zvavakagadzira; nekuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, uye musasuruvara, nekuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”*
26 Unogona kushandisa mari yacho kutenga chero chaunoda:* mombe, makwai, mbudzi, waini, zvimwe zvinwiwa zvinodhaka, nezvese zvaunoda;* uye uchadyira ipapo pamberi paJehovha Mwari wako wofara, iwe neimba yako.+
66 Pazuva rakatevera,* akaita kuti vanhu vaende, uye vakakomborera mambo vakaenda kudzimba dzavo vachifara chaizvo uye vaine mwoyo yaifara, vachifarira zvakanaka zvese+ zvakanga zvaitwa naJehovha kumuranda wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri.
10 Akati kwavari: “Endai mudye zvinhu zvakanakisisa,* munwe zvinhu zvinotapira, mutumire zvekudya+ kune vaya vasina zvavakagadzira; nekuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, uye musasuruvara, nekuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”*