Zvirevo 3:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Usarega kuitira zvakanaka vaya vanoda kubatsirwa+Kana uchikwanisa* kubatsira.+ Mateu 5:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Ipa anokukumbira, uye usapira gotsi munhu ari kuda chikwereti kwauri.*+ Ruka 12:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Tengesai zvinhu zvenyu mupe zvipo zvengoni.*+ Gadzirai zvikwama zvisingasakari, pfuma isingamboperi kudenga,+ kusina mbavha dzinoswedera pedyo uye kusina chitemamachira* chinodya.
33 Tengesai zvinhu zvenyu mupe zvipo zvengoni.*+ Gadzirai zvikwama zvisingasakari, pfuma isingamboperi kudenga,+ kusina mbavha dzinoswedera pedyo uye kusina chitemamachira* chinodya.