RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 17:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake.

  • Revhitiko 17:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva.

  • Dheuteronomi 12:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Asi haufaniri kudya ropa racho;+ unofanira kuridurura pasi semvura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe