Genesisi 9:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi nyama ine upenyu hwayo,* iro ropa rayo,+ musaidya.+ Revhitiko 7:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Musatombodya ropa+ munzvimbo dzese dzamunogara, ringava reshiri kana kuti remhuka. Revhitiko 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake. Mabasa 15:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+ Mabasa 15:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*
10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake.
20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+
29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*