Dheuteronomi 19:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 varume vacho vaviri vari kunetsana vachamira pamberi paJehovha, pamberi pevapristi nevatongi vanenge vachishumira mazuva iwayo.+ Dheuteronomi 21:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Uye vapristi, vedzinza raRevhi, vachasvika ipapo nekuti Jehovha Mwari wako akavasarudza kuti vamushumire,+ kuti vakomborere muzita raJehovha.+ Vachataura kuti magakava ese anobatanidza kurwisana anofanira kupedzwa sei.+
17 varume vacho vaviri vari kunetsana vachamira pamberi paJehovha, pamberi pevapristi nevatongi vanenge vachishumira mazuva iwayo.+
5 “Uye vapristi, vedzinza raRevhi, vachasvika ipapo nekuti Jehovha Mwari wako akavasarudza kuti vamushumire,+ kuti vakomborere muzita raJehovha.+ Vachataura kuti magakava ese anobatanidza kurwisana anofanira kupedzwa sei.+