Eksodho 28:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 “Utore pakati pevaIsraeri Aroni mukoma wako nevanakomana vake kuti vashumire sevapristi vangu,+ Aroni,+ pamwe chete naNadhabhi naAbhihu,+ Eriyezari naItamari,+ vanakomana vaAroni.+
28 “Utore pakati pevaIsraeri Aroni mukoma wako nevanakomana vake kuti vashumire sevapristi vangu,+ Aroni,+ pamwe chete naNadhabhi naAbhihu,+ Eriyezari naItamari,+ vanakomana vaAroni.+