Dheuteronomi 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti Mambo Ogi weBhashani ndiye ega akanga asara pavaRefaimu. Hwanyanza* hwake hwaiva hwesimbi, uye huchiri muRabha yevaAmoni. Hwakareba makubhiti* 9 uye hwakafara makubhiti 4. 1 Makoronike 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Hondo yakatangazve kuGati,+ uko kwaiva nerimwe zirume rainge rakanyanyisa kukura,+ raiva nemaoko ane zvigunwe 6 paruoko rumwe nerumwe, nezvigunwe 6 patsoka imwe neimwe, zvese pamwe chete zviri 24; uye nairowo raiva rekuvaRefaimu.+
11 Nekuti Mambo Ogi weBhashani ndiye ega akanga asara pavaRefaimu. Hwanyanza* hwake hwaiva hwesimbi, uye huchiri muRabha yevaAmoni. Hwakareba makubhiti* 9 uye hwakafara makubhiti 4.
6 Hondo yakatangazve kuGati,+ uko kwaiva nerimwe zirume rainge rakanyanyisa kukura,+ raiva nemaoko ane zvigunwe 6 paruoko rumwe nerumwe, nezvigunwe 6 patsoka imwe neimwe, zvese pamwe chete zviri 24; uye nairowo raiva rekuvaRefaimu.+