Numeri 35:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 “‘Hamufaniri kusvibisa nyika yamunogara, nekuti ropa rinosvibisa nyika,+ uye ropa rakadeurwa harikwanisi kuyananisirwa kunze kwekunge pashandiswa ropa remunhu akarideura.+
33 “‘Hamufaniri kusvibisa nyika yamunogara, nekuti ropa rinosvibisa nyika,+ uye ropa rakadeurwa harikwanisi kuyananisirwa kunze kwekunge pashandiswa ropa remunhu akarideura.+