Dheuteronomi 8:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Munonyatsoziva mumwoyo menyu kuti sekururamisa kunoita munhu mwanakomana wake, Jehovha Mwari wenyu aikururamisai.+ Zvirevo 13:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Munhu asingashandisi shamhu yake* anovenga mwanakomana wake,+Asi anomuda anogara achimurayira.*+ Zvirevo 19:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Rayira* mwanakomana wako pachiine tariro,+Uye usava nemhosva yekufa* kwake.+ Zvirevo 23:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Usarega kuranga* mwana.*+ Kana ukamurova neshamhu, haambofi. VaHebheru 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+
5 Munonyatsoziva mumwoyo menyu kuti sekururamisa kunoita munhu mwanakomana wake, Jehovha Mwari wenyu aikururamisai.+
9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+