Revhitiko 22:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Musauraya mombe kana gwai pamwe nevana vazvo pazuva rimwe chete.+ Pisarema 145:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jehovha akanaka kuzvisikwa zvese,+Uye ngoni dzake dzinooneka pamabasa ake ese. Zvirevo 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Munhu akarurama anochengeta zvipfuwo zvake,*+Asi kunyange ngoni dzevakaipa dzine utsinye. Mateu 10:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Tushiri tuviri tunotengeswa nemari isinganyanyi kukosha,* handizvo here? Asi hapana kana imwe yadzo ingawira pasi Baba venyu vasingazivi.+
29 Tushiri tuviri tunotengeswa nemari isinganyanyi kukosha,* handizvo here? Asi hapana kana imwe yadzo ingawira pasi Baba venyu vasingazivi.+