Eksodho 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi unofanira kusarudza varume vakachenjera+ vanotya Mwari, varume vakatendeka vanovenga kubiridzira,+ wovagadza kuti vave vakuru vezviuru, vakuru vemazana, vakuru vemakumi mashanu, uye vakuru vemakumi.+ Dheuteronomi 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Sarudzai varume vemadzinza enyu vakachenjera, vanonzwisisa, uye vava neruzivo, ndivagadze kuti vave vakuru venyu.’+ Dheuteronomi 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Unofanira kugadza vatongi+ nevatungamiriri vedzinza rimwe nerimwe mumaguta* ako ese auri kupiwa naJehovha Mwari wako, uye vanofanira kutonga vanhu zvakarurama.
21 Asi unofanira kusarudza varume vakachenjera+ vanotya Mwari, varume vakatendeka vanovenga kubiridzira,+ wovagadza kuti vave vakuru vezviuru, vakuru vemazana, vakuru vemakumi mashanu, uye vakuru vemakumi.+
13 Sarudzai varume vemadzinza enyu vakachenjera, vanonzwisisa, uye vava neruzivo, ndivagadze kuti vave vakuru venyu.’+
18 “Unofanira kugadza vatongi+ nevatungamiriri vedzinza rimwe nerimwe mumaguta* ako ese auri kupiwa naJehovha Mwari wako, uye vanofanira kutonga vanhu zvakarurama.