VaHebheru 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Wanano ngaikudzwe nevanhu vese, uye mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nekuti Mwari achatonga vese vanoita zveupombwe,* vangava vari muwanano kana kuti vasiri.+
4 Wanano ngaikudzwe nevanhu vese, uye mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nekuti Mwari achatonga vese vanoita zveupombwe,* vangava vari muwanano kana kuti vasiri.+