-
1 VaKorinde 6:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Kana kuti hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari?+ Musatsauswa.* Mhombwe,*+ vanhu vanonamata zvidhori,+ vanhu vasina kuvimbika muwanano,*+ varume vanobvuma kuitwa vakadzi nevamwe varume,+ varume vanoita vamwe varume vakadzi,*+ 10 mbavha, vanhu vane makaro,+ zvidhakwa,+ vanotuka, uye makororo, havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+
-