RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 22:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Saka ndapota, uya unditukire vanhu ava,+ nekuti vane simba kundipfuura. Zvimwe ndingavakunda ndovadzinga munyika ino, nekuti ndinonyatsoziva kuti munhu waunokomborera anokomborerwa uye munhu waunotuka, anotukwa.”

  • Joshua 24:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhi, akabva asimuka akarwa nevaIsraeri. Saka akashevedza Bharami mwanakomana waBheori kuti akutukei.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe