RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 8:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Akakunda vaMoabhi,+ akaita kuti varare pasi vari mumutsara. Akayera mutsara wacho netambo kuti zvikamu zviviri pazvitatu zvevanhu vaiva pamutsara wacho zviurayiwe uye kuti chikamu chimwe chete chisaurayiwa.+ Uye vaMoabhi vakava varanda vaDhavhidhi, vachibhadhariswa mutero.+

  • 2 Samueri 12:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Akabudisa vanhu vaiva mariri akavapa basa rekucheka matombo, nerimwe basa ravaiita nemidziyo yesimbi yakapinza, nematemo esimbi, uye rekukanya zvidhinha. Ndizvo zvaakaita kumaguta ese evaAmoni. Dhavhidhi akabva azodzokera kuJerusarema nemauto ese.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe