Muparidzi 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+ Muparidzi 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Usabvumira muromo wako kukuitisa* chivi,+ uye usati pamberi pengirozi* kwaiva kukanganisa.+ Ungadirei kuti Mwari wechokwadi atsamwe nezvaunotaura oparadza basa remaoko ako?+
4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+
6 Usabvumira muromo wako kukuitisa* chivi,+ uye usati pamberi pengirozi* kwaiva kukanganisa.+ Ungadirei kuti Mwari wechokwadi atsamwe nezvaunotaura oparadza basa remaoko ako?+