Numeri 30:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Kana murume akapika+ kuna Jehovha achivimbisa chimwe chinhu kana kuti akapika+ iye pachake kuti acharega chimwe chinhu, haafaniri kurega kuita zvaanenge ataura.+ Anofanira kuita zvese zvaakapika kuti achaita.+ Pisarema 66:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndichapinda mumba menyu nezvibayiro zvinopiswa;+Ndicharipa mhiko dzangu kwamuri+
2 Kana murume akapika+ kuna Jehovha achivimbisa chimwe chinhu kana kuti akapika+ iye pachake kuti acharega chimwe chinhu, haafaniri kurega kuita zvaanenge ataura.+ Anofanira kuita zvese zvaakapika kuti achaita.+