Dheuteronomi 15:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+ Dheuteronomi 15:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Unofanira kumupa zvakawanda,+ uye haufaniri kumupa mwoyo wako uchigunun’una, nekuti izvi ndizvo zvichaita kuti Jehovha Mwari wako akomborere mabasa ako ese uye zvese zvaunoita.+ Zvirevo 11:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mumwe anopa zvakawanda* asi anoguma ava nezvakawanda;+Mumwe anonyima zvaanofanira kupa, asi anopedzisira ava murombo.+ Zvirevo 19:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Anonzwira tsitsi munhu akaderera anenge achikweretesa Jehovha,+Uye iye achamuripa zvaanoita.*+ Ruka 6:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.” 2 VaKorinde 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi panyaya iyi, anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma, uye anodyara zvizhinji achakohwawo zvizhinji.+ 1 Johani 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi munhu ane zvekurarama nazvo zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa, oramba kuinzwira tsitsi, angati anoda Mwari here?+
7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+
10 Unofanira kumupa zvakawanda,+ uye haufaniri kumupa mwoyo wako uchigunun’una, nekuti izvi ndizvo zvichaita kuti Jehovha Mwari wako akomborere mabasa ako ese uye zvese zvaunoita.+
24 Mumwe anopa zvakawanda* asi anoguma ava nezvakawanda;+Mumwe anonyima zvaanofanira kupa, asi anopedzisira ava murombo.+
38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”
6 Asi panyaya iyi, anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma, uye anodyara zvizhinji achakohwawo zvizhinji.+
17 Asi munhu ane zvekurarama nazvo zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa, oramba kuinzwira tsitsi, angati anoda Mwari here?+