Dheuteronomi 28:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+ VaGaratiya 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vese vanovimba nemabasa emutemo vakatukwa, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese asingarambi achitevedzera zvinhu zvese zvakanyorwa mubhuku iri reMutemo, akatukwa.”+
15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+
10 Vese vanovimba nemabasa emutemo vakatukwa, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese asingarambi achitevedzera zvinhu zvese zvakanyorwa mubhuku iri reMutemo, akatukwa.”+