RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 iniwo ndichakuitirai zvinotevera: Ndichakurangai nezvinhu zvinotyisa, tiibhii uye fivha, maziso enyu otadza kuona uye muchaperezeka. Muchangodyarira mbeu yenyu pasina, nekuti vavengi venyu vachazvidya.+ 17 Ndichakutarisai ndakatsamwa, uye muchakundwa nevavengi venyu;+ uye vaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina ari kukudzingirirai.+

  • Dhanieri 9:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 VaIsraeri vese vakatyora Mutemo wenyu, uye vakatsauka vachirega kuteerera inzwi renyu, imi mukabva madurura patiri kutukwa kwakataurwa uye kwakanyorwa muMutemo waMozisi mushumiri waMwari wechokwadi,+ nekuti takakutadzirai.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe