Zefaniya 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Pfuma yavo ichapambwa uye dzimba dzavo dzichaparadzwa.+ Vachavaka dzimba, asi havazodzigari;Uye vachadyara minda yemizambiringa, asi havazonwi waini yacho.+
13 Pfuma yavo ichapambwa uye dzimba dzavo dzichaparadzwa.+ Vachavaka dzimba, asi havazodzigari;Uye vachadyara minda yemizambiringa, asi havazonwi waini yacho.+