Dheuteronomi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai. Nehemiya 9:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Kunyange pavaiva muumambo hwavo vachifara chaizvo nezvinhu zvakanaka zvamakavapa, munyika yakafara yakaorera yamakavapa, havana kukushumirai+ uye havana kutendeuka pamabasa avo akaipa.
7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai.
35 Kunyange pavaiva muumambo hwavo vachifara chaizvo nezvinhu zvakanaka zvamakavapa, munyika yakafara yakaorera yamakavapa, havana kukushumirai+ uye havana kutendeuka pamabasa avo akaipa.