Dheuteronomi 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvipfeko zvenyu hazvina kusakara, uye tsoka dzenyu hadzina kuzvimba kwemakore 40 aya.+ Nehemiya 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kwemakore 40 makavapa zvekudya murenje.+ Hapana chavaishaya. Nguo dzavo hadzina kusakara,+ uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba. Mateu 6:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Saka musambozvidya mwoyo+ muchiti, ‘Tichadyeiko?’ kana kuti, ‘Tichanweiko?’ kana kuti, ‘Tichapfekeiko?’+
21 Kwemakore 40 makavapa zvekudya murenje.+ Hapana chavaishaya. Nguo dzavo hadzina kusakara,+ uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba.
31 Saka musambozvidya mwoyo+ muchiti, ‘Tichadyeiko?’ kana kuti, ‘Tichanweiko?’ kana kuti, ‘Tichapfekeiko?’+