-
Dheuteronomi 3:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Ipapo takatora nyika iyi: kubvira kuAroeri,+ iri pedyo neBani reAnoni,* nehafu yemakomo eGiriyedhi, ndikapa maguta ayo kuvaRubheni nevaGadhi.+ 13 Uye rumwe rutivi rwakanga rwasara rweGiriyedhi neBhashani yese yeumambo hwaOgi ndakaipa hafu yedzinza raManase.+ Nharaunda yese yeAgobhu, yevaBhashani, yaizivikanwa kuti inyika yevaRefaimu.
-