Dheuteronomi 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha Mwari wako achavaisa mumaoko ako, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza zvachose.+ Usatomboita sungano navo kana kutombovanzwira tsitsi.+ Dheuteronomi 20:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi mumaguta evanhu ava, auri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ave nhaka yako, hapana chinhu chinofema chaunofanira kusiya chichirarama.+
2 Jehovha Mwari wako achavaisa mumaoko ako, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza zvachose.+ Usatomboita sungano navo kana kutombovanzwira tsitsi.+
16 Asi mumaguta evanhu ava, auri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ave nhaka yako, hapana chinhu chinofema chaunofanira kusiya chichirarama.+