Joshua 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Munhu wese anopandukira zvamunotaura uye asingateereri murayiro wese wamunomupa, achaurayiwa.+ Ingoshingai, musimbe.”+ Joshua 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Joshua akabva ati: “Nei watiunzira dambudziko?* Jehovha achakuunzira dambudziko nhasi.”+ VaIsraeri vese vakabva vavatema nematombo,+ vachibva vavapisa nemoto.+ Saka vakavatema vese nematombo.
18 Munhu wese anopandukira zvamunotaura uye asingateereri murayiro wese wamunomupa, achaurayiwa.+ Ingoshingai, musimbe.”+
25 Joshua akabva ati: “Nei watiunzira dambudziko?* Jehovha achakuunzira dambudziko nhasi.”+ VaIsraeri vese vakabva vavatema nematombo,+ vachibva vavapisa nemoto.+ Saka vakavatema vese nematombo.