-
Dheuteronomi 3:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Madzimai enyu nevana venyu chete ndivo vacharamba vachigara mumaguta andakakupai pamwe nezvipfuwo zvenyu (ndinonyatsoziva kuti mune zvipfuwo zvizhinji), 20 kusvikira Jehovha apa hama dzenyu zororo, sezvaakuitaiwo, uye ivowo vatora nyika yavachapiwa naJehovha Mwari wenyu mhiri kwaJodhani. Kana zvadaro mozodzoka, mumwe nemumwe kunhaka yake yandakakupai.’+
-