RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 3:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Akabva ati kwavari: “Nditeverei, nekuti Jehovha aisa vavengi venyu, vaMoabhi, mumaoko enyu.” Saka vakamutevera, vakanomira pamazambuko aJodhani kuti vatadzise vaMoabhi kuyambuka, uye havana kubvumira chero munhu upi zvake kuyambuka.

  • Vatongi 12:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Varume veGiriyedhi vakanomira pamazambuko aJodhani+ kuti vaEfremu vasayambuka; uye varume vekwaEfremu pavaiedza kutiza vaiti, “Ndibvumirei kuyambuka”; varume veGiriyedhi vaibva vabvunza mumwe nemumwe wavo kuti, “Uri muEfremu here?” Paaiti: “Aiwa!”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe