Eksodho 23:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+ Dheuteronomi 11:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha achadzingawo marudzi ese aya pamberi penyu,+ uye muchatora nyika dzemarudzi makuru ane vanhu vakawanda kukupfuurai.+
27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+
23 Jehovha achadzingawo marudzi ese aya pamberi penyu,+ uye muchatora nyika dzemarudzi makuru ane vanhu vakawanda kukupfuurai.+