Dheuteronomi 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nhasi ndichatanga kuita kuti vanhu vese vari pasi pedenga vavhunduke uye vatye, pavachanzwa nezvenyu. Vachanetseka uye vachadedera* nemhaka yenyu.’+ Joshua 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Akati kuvarume vacho: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye tiri kukutyai.+ Vagari vese vemunyika vapera simba nemhaka yenyu,+
25 Nhasi ndichatanga kuita kuti vanhu vese vari pasi pedenga vavhunduke uye vatye, pavachanzwa nezvenyu. Vachanetseka uye vachadedera* nemhaka yenyu.’+
9 Akati kuvarume vacho: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye tiri kukutyai.+ Vagari vese vemunyika vapera simba nemhaka yenyu,+