Dheuteronomi 11:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Pese pamuchatsika netsoka dzenyu pachava penyu.+ Muganhu wenyu uchabvira kurenje kusvikira kuRebhanoni, wobvira kuRwizi, irwo rwizi rwaYufratesi, kusvikira kugungwa rekumavirira.*+
24 Pese pamuchatsika netsoka dzenyu pachava penyu.+ Muganhu wenyu uchabvira kurenje kusvikira kuRebhanoni, wobvira kuRwizi, irwo rwizi rwaYufratesi, kusvikira kugungwa rekumavirira.*+