Numeri 22:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akatuma nhume kuna Bharami mwanakomana waBheori kuPetori,+ iri pedyo neRwizi* kumusha kwake. Akamushevedza achiti: “Uya uone! Kune vanhu vakabuda muIjipiti. Vazara nyika yese,+ uye vari kugara pamberi pangu chaipo. 2 Petro 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vakasiya nzira yakarurama vakabva vatsauswa. Vakatevera nzira yaBharami,+ mwanakomana waBheori, uyo akada mubayiro wekuita zvakaipa,+
5 Akatuma nhume kuna Bharami mwanakomana waBheori kuPetori,+ iri pedyo neRwizi* kumusha kwake. Akamushevedza achiti: “Uya uone! Kune vanhu vakabuda muIjipiti. Vazara nyika yese,+ uye vari kugara pamberi pangu chaipo.
15 Vakasiya nzira yakarurama vakabva vatsauswa. Vakatevera nzira yaBharami,+ mwanakomana waBheori, uyo akada mubayiro wekuita zvakaipa,+