12 Uye paakapa zvibayiro, Absaromu akatumira shoko kuti ashevedze Ahitoferi+ wekuGiro, chipangamazano waDhavhidhi,+ kuti auye kubva kuguta rake reGiro.+ Urongwa hwekupandukira mambo hwakaramba huchisimba, uye vanhu vaitsigira Absaromu vakaramba vachiwanda.+