2 Samueri 15:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Paakapawo zvibayiro, Absaromu akatumira shoko kunoshevedza Ahitoferi+ muGiro,+ gurukota raDhavhidhi,+ kubva kuguta rake reGiro.+ Kurangana+ kwacho kwakaramba kuchisimba, uye vanhu vaiva naAbsaromu vakaramba vachiwanda.+
12 Paakapawo zvibayiro, Absaromu akatumira shoko kunoshevedza Ahitoferi+ muGiro,+ gurukota raDhavhidhi,+ kubva kuguta rake reGiro.+ Kurangana+ kwacho kwakaramba kuchisimba, uye vanhu vaiva naAbsaromu vakaramba vachiwanda.+