Eksodho 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+ Dheuteronomi 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Jehovha Mwari wako paachakupinza munyika yawava kuda kupinda mairi kuti uitore,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vakawanda pamberi pako:+ vaHiti, vaGigashi, vaAmori,+ vaKenani, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ marudzi 7 ane vanhu vakawanda uye ane simba kukupfuura.+ Pisarema 44:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+
8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+
7 “Jehovha Mwari wako paachakupinza munyika yawava kuda kupinda mairi kuti uitore,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vakawanda pamberi pako:+ vaHiti, vaGigashi, vaAmori,+ vaKenani, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ marudzi 7 ane vanhu vakawanda uye ane simba kukupfuura.+
2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+