Eksodho 13:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Kana mwanakomana wako akazokubvunza kuti, ‘Izvi zvinorevei?’ unofanira kuti kwaari, ‘Jehovha akatibudisa muIjipiti, muimba yeuranda, neruoko rune simba.+ Dheuteronomi 6:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Kana ukabvunzwa nemwanakomana wako mune ramangwana kuti, ‘Zviyeuchidzo, nemirau nemitongo yamakarayirwa naJehovha Mwari wedu zvinomborevei?’ 21 ibva wati kumwanakomana wako, ‘Takava varanda kuna Farao muIjipiti, asi Jehovha akatibudisa muIjipiti neruoko rune simba. Pisarema 78:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zvinhu zvatakanzwa uye zvatinoziva,Zvatakarondedzerwa nemadzibaba edu,+ 4 Hatizozvivanziri vanakomana vavo;Ticharondedzera kuchizvarwa chichauya+Mabasa akakodzera kurumbidzwa aJehovha uye simba rake,+Zvinhu zvinoshamisa zvaakaita.+
14 “Kana mwanakomana wako akazokubvunza kuti, ‘Izvi zvinorevei?’ unofanira kuti kwaari, ‘Jehovha akatibudisa muIjipiti, muimba yeuranda, neruoko rune simba.+
20 “Kana ukabvunzwa nemwanakomana wako mune ramangwana kuti, ‘Zviyeuchidzo, nemirau nemitongo yamakarayirwa naJehovha Mwari wedu zvinomborevei?’ 21 ibva wati kumwanakomana wako, ‘Takava varanda kuna Farao muIjipiti, asi Jehovha akatibudisa muIjipiti neruoko rune simba.
3 Zvinhu zvatakanzwa uye zvatinoziva,Zvatakarondedzerwa nemadzibaba edu,+ 4 Hatizozvivanziri vanakomana vavo;Ticharondedzera kuchizvarwa chichauya+Mabasa akakodzera kurumbidzwa aJehovha uye simba rake,+Zvinhu zvinoshamisa zvaakaita.+