Eksodho 23:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+ Dheuteronomi 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha Mwari wako achavaisa mumaoko ako, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza zvachose.+ Usatomboita sungano navo kana kutombovanzwira tsitsi.+
33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+
2 Jehovha Mwari wako achavaisa mumaoko ako, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza zvachose.+ Usatomboita sungano navo kana kutombovanzwira tsitsi.+