5 Asi ivai nechokwadi chekuti manyatsochengeta murayiro neMutemo wamakapiwa naMozisi muranda waJehovha,+ kuburikidza nekuda Jehovha Mwari wenyu,+ nekufamba munzira dzake dzese,+ nekuchengeta mirayiro yake,+ nekuramba muri paari+ uye nekumushumira+ nemwoyo yenyu yese nemweya yenyu yese.”+