Numeri 14:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Zvichienderana nemazuva amakasora nyika yacho, mazuva 40,+ zuva richiva gore, zuva richiva gore, muchazvidavirira kutadza kwenyu kwemakore 40,+ kuti muzive zvinoitika kana mukandipikisa.*
34 Zvichienderana nemazuva amakasora nyika yacho, mazuva 40,+ zuva richiva gore, zuva richiva gore, muchazvidavirira kutadza kwenyu kwemakore 40,+ kuti muzive zvinoitika kana mukandipikisa.*