Joshua 20:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka vakasarudza* Kedheshi+ iri muGarireya munyika ine makomo yaNaftari, Shekemu+ iri munyika ine makomo yaEfremu, neKiriyati-abha,+ kureva Hebroni, iri munyika ine makomo yaJudha. Joshua 20:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Aya ndiwo maguta akasarudzwa kuitira kuti pavaIsraeri vese kana kuti pavatorwa vavaigara navo, pakawana munhu aiuraya mumwe munhu* netsaona, aitizira ikoko,+ orega kuurayiwa nemutsivi weropa asati atongwa neungano.+ Joshua 21:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Uye kubva kudzinza raNaftari vakapiwa guta rekuti munhu anenge auraya apotere,+ kureva Kedheshi+ iri muGarireya nemafuro ayo, Hamoti-dhori nemafuro ayo, neKatani nemafuro ayo, maguta matatu.
7 Saka vakasarudza* Kedheshi+ iri muGarireya munyika ine makomo yaNaftari, Shekemu+ iri munyika ine makomo yaEfremu, neKiriyati-abha,+ kureva Hebroni, iri munyika ine makomo yaJudha.
9 Aya ndiwo maguta akasarudzwa kuitira kuti pavaIsraeri vese kana kuti pavatorwa vavaigara navo, pakawana munhu aiuraya mumwe munhu* netsaona, aitizira ikoko,+ orega kuurayiwa nemutsivi weropa asati atongwa neungano.+
32 Uye kubva kudzinza raNaftari vakapiwa guta rekuti munhu anenge auraya apotere,+ kureva Kedheshi+ iri muGarireya nemafuro ayo, Hamoti-dhori nemafuro ayo, neKatani nemafuro ayo, maguta matatu.