Numeri 24:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Paakaona vaKeni,+ akaenderera mberi nechirevo chake achiti: “Nzvimbo yako yaunogara yakasimba, uye imba yako yakavakirwa padombo. Vatongi 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+ 1 Samueri 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.
21 Paakaona vaKeni,+ akaenderera mberi nechirevo chake achiti: “Nzvimbo yako yaunogara yakasimba, uye imba yako yakavakirwa padombo.
16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+
6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.