Genesisi 15:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+ 19 nyika yevaKeni,+ yevaKenizi, yevaKadmoni, Vatongi 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+
18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+ 19 nyika yevaKeni,+ yevaKenizi, yevaKadmoni,
16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+