Dheuteronomi 28:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+ Vatongi 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Imiwo hamufaniri kuita sungano nevagari vemunyika ino+ uye munofanira kuputsa atari dzavo.’+ Asi hamuna kuteerera inzwi rangu.+ Makaitirei zvakadaro? Jeremiya 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Imi chingobvumai mhosva yenyu chete, nekuti makapandukira Jehovha Mwari wenyu. Makaramba muchingomwaya rudo rwenyu* kuvatorwa* pasi pemiti yese yakasvibirira, asi hamuna kuda kuteerera inzwi rangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.’”
15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+
2 Imiwo hamufaniri kuita sungano nevagari vemunyika ino+ uye munofanira kuputsa atari dzavo.’+ Asi hamuna kuteerera inzwi rangu.+ Makaitirei zvakadaro?
13 Imi chingobvumai mhosva yenyu chete, nekuti makapandukira Jehovha Mwari wenyu. Makaramba muchingomwaya rudo rwenyu* kuvatorwa* pasi pemiti yese yakasvibirira, asi hamuna kuda kuteerera inzwi rangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.’”